2 Samueri 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kujaya rakanga rauya neshoko kwaari, “Iwe unobvepiko?” Akapindura akati, “Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki.”

2 Samueri 1

2 Samueri 1:12-20