2 Samueri 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakachema nokuungudza vakazvinyima zvokudya kusvikira manheru nokuda kwaSauro nomwanakomana wake Jonatani, uye nokuda kwehondo yaJehovha neimba yaIsraeri, nokuti vakanga vaurayiwa nomunondo.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:5-14