2 Petro 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo zvinhu zvose zvichizoparadzwa nenzira iyi, imi munofanira kuva vanhu vakadini? Munofanira kurarama muutsvene uye nomukutya Mwari,

2 Petro 3

2 Petro 3:7-16