2 Petro 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zuva raIshe richauya sembavha. Matenga achapfuura nokutinhira; zvirimo zvichaparadzwa nomoto, uye nyika nezvose zviri mairi zvichabudiswa pachena.

2 Petro 3

2 Petro 3:5-13