2 Petro 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kana Mwari asina kuregerera vatumwa pavakatadza, asi akavatumira kugehena, achivaisa mugomba rerima kuti vachengeterwe kutongwa;

2 Petro 2

2 Petro 2:1-14