2 Petro 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukukara kwavo, vadzidzisi ava vachakunyengerai namashoko amanomano. Kutongwa kwavo kwakanguva kwavamirira, uye kuparadzwa kwavo hakukotsiri.

2 Petro 2

2 Petro 2:1-12