2 Petro 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana munhu asina zvinhu izvi, anoona zviri pedyo uye ibofu, uye akanganwa kuti iye akanatswa pazvivi zvake zvakare.

2 Petro 1

2 Petro 1:4-13