2 Petro 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, hama dzangu, shingairai kwazvo kuti muite kuti kudanwa kwenyu nokusanangurwa kwenyu kusimbe. Nokuti kana muchiita zvinhu izvi, hamungatongogumburwi,

2 Petro 1

2 Petro 1:2-18