2 Makoronike 33:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handichatenderizve kuti tsoka dzavaIsraeri dzibude munyika yandakavimbisa madzitateguru enyu. Kana chete vakachenjerera kuita zvose zvandakavarayira maererano nemirayiro yose, zvandakavarayira, mitemo, nezvandakatema zvakapiwa kubudikidza naMozisi.”

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:1-15