2 Makoronike 33:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora chifananidzo chakavezwa chaakanga agadzira akachiisa mutemberi yaMwari, yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi nokumwanakomana wake Soromoni, “Mutemberi ino nomuJerusarema randakasarudza kubva mumarudzi ose eIsraeri, ndichaisa Zita rangu nokusingaperi.

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:1-15