2 Makoronike 33:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munyengetero wake uye kuti Mwari akasundwa sei nokuzvininipisa kwake, nezvivi zvake zvose nokusatendeka kwake, nenzvimbo dzaakavakira nzvimbo dzakakwirira nokumisa matanda aAshera nezvifananidzo asati azvininipisa, zvose zvakanyorwa munhoroondo dzavaoni.

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:18-25