2 Makoronike 33:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvimwe zvakaitwa naManase panguva yokutonga kwake, kusanganisira munyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko akataurwa navaoni kwaari muzita raJehovha Mwari waIsraeri, zvakanyorwa munhoroondo dzamadzimambo eIsraeri.

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:11-25