2 Makoronike 33:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye paakanyengetera kwaari, Jehovha akasundwa nokuzvininipisa kwake akateerera kudemba kwake. Saka akamudzosa kuJerusarema uye kuumambo hwake. Ipapo Manase akaziva kuti Jehovha ndiMwari.

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:10-23