2 Makoronike 33:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukutambudzika kwake akatsvaka Jehovha Mwari wake akazvininipisa kwazvo pamberi paMwari wamadzibaba ake.

2 Makoronike 33

2 Makoronike 33:5-21