2 Makoronike 32:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye ane ruoko rwenyama chete, asi isu tina Jehovha Mwari wedu kuti atibatsire uye anotirwira hondo dzedu.” Vanhu vakawana kusimbisiswa nokushinga kubva pane zvakanga zvataurwa naHezekia mambo weJudha.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:1-13