2 Makoronike 32:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Simbai mutsunge mwoyo. Musatya kana kuwora mwoyo nekuda kwamambo weAsiria nehondo huru yaanayo, nokuti kune simba guru kwatiri kupinda raanaro.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:1-11