2 Makoronike 32:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndoupi mwari wenyika dzose dzakaparadzwa namadzibaba angu akagona kuponesa vanhu vake kubva kwandiri? Zvino mwari wenyu angagona sei kukununurai kubva muruoko rwangu?

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:4-22