2 Makoronike 29:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia navanhu vose vakapemberera zvakanga zvauyiswa naMwari kuvanhu vake nokuti zvakanga zvaitwa nokukurumbidza.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:33-36