2 Makoronike 29:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paiva nezvipiriso zvinopiswa zvakawanda kwazvo, pamwe chete namafuta ezvipiriso zvokuyanana, nezvipiriso zvokunwa zvaipiwa pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa. Saka temberi yaJehovha yakatanga kushanda zvakare.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:29-36