2 Makoronike 29:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvipiriso zvinopiswa zvakauyiswa neungano zvaiti hando makumi manomwe, namamakondohwe zana, namakwayana makono mazana maviri, zvose izvi zvaiva zvokupisira kuna Jehovha.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:26-36