2 Makoronike 29:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hezekia akati, “Imi iye zvino mazvikumikidza kuna Jehovha. Uyai nezvipiriso zvokuvonga kutemberi yaJehovha.” Saka ungano yose yakauyisa zvipisiro nezvipo zvokuvonga, uye vose vaiva nemwoyo inoda vakauyisa zvipiriso zvinopiswa.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:21-36