2 Makoronike 28:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akaninipisa Judha nokuda kwaAhazi mambo weIsraeri, nokuti akanga akuridzira zvakaipa muJudha uye akanga anyanya kusatendeka kuna Jehovha.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:10-21