2 Makoronike 28:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva imwe cheteyo vaFiristia vakanga vapamba maguta omujinga mezvikomo nomuNegevhi yeJudha. Vakatora uye vakagara muBheti Shemeshi, Aijaroni neGedheroti pamwe chete neSoko, Timina neGimizo nemisha yavo yose yakaapoteredza.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:11-25