2 Makoronike 28:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, “Hamufaniri kuuyisa vasungwa ivavo kuno kuti tirege kuva nemhosva pamberi paJehovha. Munoda kuwedzera here pamusoro pechivi chedu nemhosva yedu? Nokuti mhosva yedu yatokura kare, uye kutsamwa kwake kunotyisa kwava pamusoro peIsraeri.”

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:11-19