2 Makoronike 28:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vamwe vatungamiri vemuEfuremu vaiti Azaria mwanakomana waJehohanani, Bherekia mwanakomana waMeshiremoti, Jehizikia mwanakomana waSharumi naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakandotongesa avo vakanga vachisvika vachibva kuhondo.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:11-13