2 Makoronike 26:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Uzia paakava nesimba, kuzvikudza kwake kwakamutungamirira mukuwa kwake. Haana kutendeka kuna Jehovha Mwari wake, uye akapinda mutemberi yaJehovha kundopisira zvinonhuwira paaritari yezvinonhuwira.

2 Makoronike 26

2 Makoronike 26:14-18