2 Makoronike 26:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuJerusarema akagadzira michina yakagadzirwa navarume vane umhizha kuti ishandiswe pamusoro peshongwe napamakona kuti igopotsera miseve nokupotsera matombo makuru. Mbiri yake yakapararira kunzvimbo dziri kure, nokuti akabatsirwa zvikuru kusvikira ava nesimba.

2 Makoronike 26

2 Makoronike 26:6-21