2 Makoronike 26:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzia aiva navarwi vakadzidzira kwazvo kurwa, vakanga vakagadzirira kubuda vari mumapoka avo maererano nouwandu hwavo sokuunganidzwa kwavakanga vaitwa naJeyeri munyori naMaaseya mukuru akanga ari pasi paHanania mumwe wavakuru vamambo.

2 Makoronike 26

2 Makoronike 26:4-14