2 Makoronike 26:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavakazve shongwe murenje uye akachera matsime mazhinji, nokuti akanga ane zvipfuwo zvakawanda mujinga mezvikomo nomumapani. Aiva navanhu vaishanda muminda yake nomuminda yemizambiringa mumakomo nomunyika yakaorera, nokuti aida ivhu kwazvo.

2 Makoronike 26

2 Makoronike 26:5-14