2 Makoronike 25:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora goridhe nesirivha yose nemidziyo yose yakawanikwa mutemberi yaMwari zvaichengetwa naObhedhiEdhomu, pamwe chete nepfuma yose yaiva mumuzinda navanhu vorubatso, uye vakadzokera kuSamaria.

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:20-28