2 Makoronike 25:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoashi mambo weIsraeri akatapa Amazia mambo weJudha, mwanakomana waJoashi, mwanakomana waAhazia paBheti Shemeshi. Ipapo Jehoashi akauya naye kuJerusarema akaputsa rusvingo rweJerusarema kubva paSuo raEfuremu kusvika paSuo Rapakona, nzvimbo yakareba makubhiti mazana manab.

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:14-28