2 Makoronike 24:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Joashi akanga ane makore manomwe paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana. Mai vake vainzi Zibhiya uye vaibva kuBheerishebha.

2. Joashi akaita zvakanga zvakanaka pamberi paJehovha pamazuva ose aJohayadha muprista.

2 Makoronike 24