2 Makoronike 24:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joashi akanga ane makore manomwe paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana. Mai vake vainzi Zibhiya uye vaibva kuBheerishebha.

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:1-2