2 Makoronike 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ataria paakanzwa ruzha rwavanhu vaimhanya vachipemberera mambo, akaenda kwavari patemberi yaJehovha.

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:11-21