2 Makoronike 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyadha navanakomana vake vakaburitsa mwanakomana wamambo vakaisa korona paari, vakamupa gwaro resungano vakamugadza samambo. Vakamuzodza vakadaidzira vachiti, “Mambo ngaararame kwamakore akawanda!”

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:1-17