2 Makoronike 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, nokuda kwesungano yakanga yaitwa naJehovha naDhavhidhi, Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi. Akanga avimbisa kuchengetedza mwenje wake nezvizvarwa zvake nokusingaperi.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:1-8