2 Makoronike 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akafamba nenzira dzamadzimambo eIsraeri, sezvakanga zvaitwa neimba yaAhabhu nokuti akawana mwanasikana waAhabhu. Akaita zvakaipa pamberi paJehovha.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:1-14