2 Makoronike 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Baba vavo vakanga vavapa zvipo zvakawanda zvesirivha negoridhe nezvinhu zvinokosha pamwe chete namaguta ana masvingo muJudha, asi akanga apa umambo kuna Jehoramu nokuti aiva mwanakomana wake wokutanga.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:1-4