2 Makoronike 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanun'una vaJehoramu vanakomana vaJehoshafati vaiti Azaria, Jehieri, Zekaria, Azariyahu, Mikaeri naShefatia. Vose ava vaiva vanakomana vaJehoshafati mambo weIsraeri.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:1-8