2 Makoronike 21:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoramu aiva namakore makumi matatu namaviri paakava mambo uye akatonga muJerusarema kwamakore masere. Paakafa hapana akarwadziwa nokufa kwake, akavigwa muguta raDhavhidhi asi kwete kumakuva amadzimambo.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:14-20