2 Makoronike 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokufamba kwenguva mukupera kwegore rechipiri maura ake akabuda kunze nokuda kwechirwere ichi, uye akafa achirwadziwa zvikuru. Vanhu vose havana kuvesa moto wokumuremekedza sezvavakanga vaitira baba vake.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:18-20