2 Makoronike 20:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mamwe mabasa okutonga kwaJehoshafati kubva pakutanga kusvikira pakupedzisira, akanyorwa mumashoko enhoroondo yaJehu mwanakomana waHanani, akanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:28-37