2 Makoronike 20:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa uye vanhu havana kunge vaisa mwoyo yavo kuna Mwari wamadzibaba avo.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:26-37