2 Makoronike 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, mamuri mune zvakanaka nokuti makabvisa matanda aAshera munyika uye makaisa mwoyo wenyu pakutsvaka Mwari.”

2 Makoronike 19

2 Makoronike 19:1-8