2 Makoronike 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu muoni, mwanakomana waHanani, akabuda kundosangana naye akati kuna mambo, “Mungabatsira here vanhu vakaipa uye mugoda avo vanovenga Jehovha? Nokuda kwaizvozvi kutsamwa kwaJehovha kwava pamusoro penyu.

2 Makoronike 19

2 Makoronike 19:1-3