2 Makoronike 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudzai here kuti haamboprofita zvakanaka pamusoro pangu asi zvakaipa chete?”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:12-21