2 Makoronike 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mikaya akapindura akati, “Ndakaona Israeri yose yakapararira mumaoko samakwai asina mufudzi, uye Jehovha akati, ‘Vanhu ava havana tenzi, regai mumwe nomumwe wavo adzokere kumba kwake murugare.’ ”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:12-21