2 Makoronike 17:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kuBhenjamini: Eriadha murwi akanga akashinga, aiva murwi aiva navarwi zviuru mazana maviri vakanga vakabata uta nenhoo;

2 Makoronike 17

2 Makoronike 17:8-19