2 Makoronike 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

aitevera ndiAmasia mwanakomana waZikiri, uyo akazvipira kushandira Jehovha, aina varwi zviuru mazana maviri.

2 Makoronike 17

2 Makoronike 17:7-19