2 Makoronike 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Hanani muoni akauya kuna Asa mambo weJudha akati kwaari, “Nokuti wakavimba namambo weAramu kwete naJehovha Mwari wako, hondo yamambo weAramu yapunyuka kubva mumaoko ako.

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:6-10